2 Makoronike 18:14 BDMCS

14 Paakasvika, mambo akamubvunza akati, “Mikaya, tingaenda here kundorwisana neRamoti Gireadhi kana kuti ndiregere?” Akapindura akati, “Varwisei munokunda nokuti vachaiswa mumaoko enyu.”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 18

Maonero 2 Makoronike 18:14 akapoteredza