2 Makoronike 18:20 BDMCS

20 Pakupedzisira mumwe mweya wakauya, ukamira pamberi paJehovha ukati, ‘Ini ndichandomukwezva.’ “Jehovha akabvunza akati, ‘Nenzira ipi.’

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 18

Maonero 2 Makoronike 18:20 akapoteredza