2 Makoronike 18:23 BDMCS

23 Ipapo Zedhekia mwanakomana waKenaana akakwira akandorova Mikaya kumeso nembama akabvunza akati, “Mweya waJehovha waenda nokupi pawabuda mandiri kuti utaure kwauri?”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 18

Maonero 2 Makoronike 18:23 akapoteredza