2 Makoronike 18:5 BDMCS

5 Saka mambo weIsraeri akaunganidza vaprofita vaisvika mazana mana akavabvunza akati, “Tingaenda kundorwisana neRamoti Gireadhi here kana kuti ndorega?” Vakapindura vakati, “Endai nokuti Mwari achariisa mumaoko amambo.”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 18

Maonero 2 Makoronike 18:5 akapoteredza