10 Ndichapa varanda vako, vachatema matanda, zviyero zviuru makumi maviria zvegorosi, zviyero zviuru makumi maviri zvehari, mabhati ewaini zviuru makumi mavirib uye mabhati amafuta omuorivhi zviuru makumi maviri.”
Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 2
Maonero 2 Makoronike 2:10 akapoteredza