2 Makoronike 2:16 BDMCS

16 isu tichatema matanda ose kubva kuRebhanoni omuonde uye tichaaeredzesa pamagwa nemugungwa achidzika kusvika kuJopa. Munogona ipapo kuzoatora moaendesa kuJerusarema.”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 2

Maonero 2 Makoronike 2:16 akapoteredza