2 Makoronike 20:17 BDMCS

17 Hamusi kuzorwa hondo iyi. Torai nzvimbo dzenyu; mumire makasimba mugoona kununurwa kwamuchapiwa naJehovha, imi Judha neJerusarema. Musatya; musaora mwoyo, endai mundovarwisa mangwana, uye Jehovha achava nemi.’ ”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 20

Maonero 2 Makoronike 20:17 akapoteredza