2 Makoronike 20:2 BDMCS

2 Vamwe varume vakauya vakaudza Jehoshafati kuti, “Hondo huru kwazvo iri kuuya kuzokurwisai kubva kuEdhomu, vachibva mhiri kweGungwa. Yatova muHazazoni Tamari (zvichireva Eni Gedhi).

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 20

Maonero 2 Makoronike 20:2 akapoteredza