2 Makoronike 20:37 BDMCS

37 Eriezeri mwanakomana waDhodhavhahu, wokuMaresha akaprofita zvakaipa pamusoro paJehoshafati achiti, “Nokuti maita sungano naAhazia, Jehovha achaparadza zvamaita.” Zvikepe zvakaparadzwa uye hazvina kukwanisa kufamba kuenda kuTashishi.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 20

Maonero 2 Makoronike 20:37 akapoteredza