6 uye akati: “Haiwa Jehovha, Mwari wamadzibaba edu, hamusimi here Mwari wokudenga? Munotonga umambo hwose huri panyika. Simba noukuru zviri muruoko rwenyu. Uye hapana angagona kukukundai.
Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 20
Maonero 2 Makoronike 20:6 akapoteredza