9 ‘Kana dambudziko rikatiwira, ringava pfumo rokutonga kana denda, kana nzara, tichamira muuvepo hwenyu pamberi petemberi ine Zita renyu, uye tichachema kwamuri mukutambudzika kwedu uye imi muchatinzwa mugotinunura.’
Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 20
Maonero 2 Makoronike 20:9 akapoteredza