10 Kusvikira nhasi vaEdhomu vakaramba vakamukira Judha. Ribhina yakavamukirawo panguva imwe cheteyo, nokuti Jehoramu akanga arasa Jehovha, Mwari wamadzibaba ake.
Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 21
Maonero 2 Makoronike 21:10 akapoteredza