6 Akafamba nenzira dzamadzimambo eIsraeri, sezvakanga zvaitwa neimba yaAhabhu nokuti akawana mwanasikana waAhabhu. Akaita zvakaipa pamberi paJehovha.
Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 21
Maonero 2 Makoronike 21:6 akapoteredza