14 Jehoyadha muprista akatuma vakuru vamapoka ezana, vaitungamirira varwi akati kwavari, “Muburitsei kunze pakati pavanhu, uye muuraye ani naani anenge amutevera.” Nokuti muprista akanga ati, “Musamuurayire patemberi yaJehovha.”
Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 23
Maonero 2 Makoronike 23:14 akapoteredza