2 Makoronike 23:8 BDMCS

8 VaRevhi navarume vose veJudha vakaita sezvavakanga varayirwa naJehoyada muprista. Mumwe nomumwe akatora vanhu vake vaifanira kupinda pabasa nokuti Jehoyadha muprista akanga asina kusunungura boka ripi zvaro.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 23

Maonero 2 Makoronike 23:8 akapoteredza