2 Makoronike 24:11 BDMCS

11 Pose paitakurwa bhokisi richipinzwa mukati navaRevhi kumachinda amambo, uye pavaiona kuti maiva nemari yakawanda, munyori wamambo nomubati womuprista mukuru vaiuya vodurura mari kubva mubhokisi riya voridzorera panzvimbo yaro. Vakaita izvi nguva nenguva uye vakaunganidza mari yakawanda.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 24

Maonero 2 Makoronike 24:11 akapoteredza