2 Makoronike 24:13 BDMCS

13 Varume vaibata basa iri vaiva nounyanzvi uye kugadziridza kwose kwakaenderera mberi mumaoko avo. Vakavakazve temberi yaMwari sezvayakanga yakaita pakutanga, vakaisimbisa.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 24

Maonero 2 Makoronike 24:13 akapoteredza