2 Makoronike 24:18 BDMCS

18 Vakasiya temberi yaJehovha, Mwari wamadzibaba avo, vakanamata matanda aAshera nezvifananidzo. Nokuda kwokutadza kwavo, kutsamwa kwaMwari kwakauya pamusoro peJudha neJerusarema.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 24

Maonero 2 Makoronike 24:18 akapoteredza