2 Makoronike 24:24 BDMCS

24 Kunyange zvazvo hondo yavaAramu yakange ine varume vashomashoma, Jehovha akaisa hondo huru kwazvo mumaoko avo. Nokuti Judha yakanga yarasa Jehovha, Mwari wamadzibaba avo, kutongwa kwakaiswa pamusoro paJoashi.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 24

Maonero 2 Makoronike 24:24 akapoteredza