2 Makoronike 25:15 BDMCS

15 Kutsamwa kwaMwari kwakauya pamusoro paAmazia, akatuma muprofita kwaari, akati, “Seiko uchibvunzira kuzvimwari zvavanhu ava zvakatadza kuponesa vanhu vazvo kubva mumaoko ako?”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 25

Maonero 2 Makoronike 25:15 akapoteredza