24 Akatora goridhe nesirivha yose nemidziyo yose yakawanikwa mutemberi yaMwari zvaichengetwa naObhedhiEdhomu, pamwe chete nepfuma yose yaiva mumuzinda navanhu vorubatso, uye vakadzokera kuSamaria.
Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 25
Maonero 2 Makoronike 25:24 akapoteredza