2 Makoronike 26:11 BDMCS

11 Uzia aiva navarwi vakadzidzira kwazvo kurwa, vakanga vakagadzirira kubuda vari mumapoka avo maererano nouwandu hwavo sokuunganidzwa kwavakanga vaitwa naJeyeri munyori naMaaseya mukuru akanga ari pasi paHanania mumwe wavakuru vamambo.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 26

Maonero 2 Makoronike 26:11 akapoteredza