2 Makoronike 26:13 BDMCS

13 Pasi pavo paiva nehondo yaiva navarume zviuru mazana matatu nezvinomwe namazana mashanu, vakadzidziswa kurwa, hondo yakanga yakasimba kwazvo kuti itsigire mambo pakurwisana navavengi vake.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 26

Maonero 2 Makoronike 26:13 akapoteredza