3 Uzia aiva namakore gumi namatanhatu paakava mambo uye akatonga muJerusarema kwamakore makumi mashanu namaviri. Mai vake vainzi Jekonia uye vaibva kuJerusarema.
Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 26
Maonero 2 Makoronike 26:3 akapoteredza