2 Makoronike 28:18 BDMCS

18 Panguva imwe cheteyo vaFiristia vakanga vapamba maguta omujinga mezvikomo nomuNegevhi yeJudha. Vakatora uye vakagara muBheti Shemeshi, Aijaroni neGedheroti pamwe chete neSoko, Timina neGimizo nemisha yavo yose yakaapoteredza.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 28

Maonero 2 Makoronike 28:18 akapoteredza