2 Makoronike 28:21 BDMCS

21 Ahazi akatora zvimwe zvezvinhu zvaiva mutemberi yaJehovha, uye kubva mumuzinda wamambo nokumachinda amambo, akazvipa kuna mambo weAsiria, asi izvi hazvina kumubatsira.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 28

Maonero 2 Makoronike 28:21 akapoteredza