2 Makoronike 28:5 BDMCS

5 Naizvozvo Jehovha Mwari wake akamuisa mumaoko amambo weAramu. VaAramu vakamukunda uye vakatora vanhu vake vazhinji senhapwa vakauya navo kuDhamasiko. Akaiswawo mumaoko amambo weIsraeri uyo akauraya vanhu vazhinji kwazvo.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 28

Maonero 2 Makoronike 28:5 akapoteredza