2 Makoronike 28:7 BDMCS

7 Zikiri murwi wokuEfuremu, akauraya Maaseya mwanakomana wamambo, Azirikami mutariri mukuru womuzinda naErikana, mutevedzeri wamambo.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 28

Maonero 2 Makoronike 28:7 akapoteredza