2 Makoronike 28:9 BDMCS

9 Asi muprofita waJehovha ainzi Odhedhi akanga aripo, uye akabuda kundosangana nehondo payakadzoka kubva kuSamaria. Akati kwavari, “Nokuti Jehovha, Mwari wamadzibaba enyu akanga atsamwira Judha, akavaisa muruoko rwenyu. Asi mavauraya nehasha dzinosvika kudenga.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 28

Maonero 2 Makoronike 28:9 akapoteredza