15 Pavakaunganidza hama dzavo vakazvinatsa, vakapinda mukati kuti vachenese temberi yaJehovha sokurayira kwakanga kwaitwa namambo, vachitevera shoko raJehovha.
Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 29
Maonero 2 Makoronike 29:15 akapoteredza