2 Makoronike 29:5 BDMCS

5 Uye akati, “Teererai kwandiri, vaRevhi! Zvinatsei zvino uye munatse temberi yaJehovha, Mwari wamadzibaba enyu. Mubvise kusvibiswa kwose munzvimbo tsvene.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 29

Maonero 2 Makoronike 29:5 akapoteredza