2 Makoronike 3:13 BDMCS

13 Mapapiro amakerubhi aiva akareba makubhiti makumi maviri. Akanga akamira namakumbo awo, akatarisa kuimba huru.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 3

Maonero 2 Makoronike 3:13 akapoteredza