17 Sezvo vazhinji muungano vakanga vasina kuzvinatsa, vaRevhi vakauraya makwayana ePasika vachiitira vose vakanga vasina kucheneswa uye vasingakwanisi kunatsa makwayana avo kuna Jehovha.
Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 30
Maonero 2 Makoronike 30:17 akapoteredza