2 Makoronike 30:22 BDMCS

22 Hezekia akataura achikurudzira kwazvo vaRevhi vose, avo vakaratidza kunzwisisa kwakanaka kwebasa raJehovha. Kwamazuva manomwe aya vakadya zvokudya zvavakanga vapiwa, vakapa zvipiriso uye vakarumbidza Jehovha Mwari wamadzibaba avo.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 30

Maonero 2 Makoronike 30:22 akapoteredza