27 Vaprista navaRevhi vakamira kuti varopafadze vanhu, Mwari akavanzwa, nokuti munyengetero wavo wakasvika kudenga, nzvimbo yake tsvene yokugara.
Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 30
Maonero 2 Makoronike 30:27 akapoteredza