2 Makoronike 30:3 BDMCS

3 Vakanga vasina kukwanisa kutamba mutambo uyu panguva yaunositambwa nokuti vaprista vakanga vazvinatsa vakanga vari vashoma uye vanhu vakanga vasina kuungana muJerusarema.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 30

Maonero 2 Makoronike 30:3 akapoteredza