2 Makoronike 30:5 BDMCS

5 Vakasarudza kutuma shoko kuIsraeri yose kubva Bheerishebha kusvika kuDhani, vachidaidza vanhu kuti vauye kuJerusarema vazopemberera Jehovha Mwari weIsraeri mutambo wePasika. Haina kunge yambopembererwa navanhu vazhinji sezvakanga zvakanyorwa.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 30

Maonero 2 Makoronike 30:5 akapoteredza