2 Makoronike 31:13 BDMCS

13 Jehieri, Azazia, Nahati, Asaheri, Jerimoti, Jozabhadhi, Erieri, Isimakia, Mahati, naBhenaya vaiva vatariri vari pasi paKonania naShimei munun'una wake, sokupiwa basa kwavakaitwa naMambo Hezekia naAzaria muchinda aiona nezvetemberi yaMwari.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 31

Maonero 2 Makoronike 31:13 akapoteredza