3 Mambo akapawo kubva mupfuma yake zvipiriso zvinongoiswa zvamangwanani nezvamadekwana nezvipiriso zvinopiswa zvamaSabata, zvoKugara kwoMwedzi napane mimwe mitambo yakatarwa sezvakanyorwa muMurayiro waJehovha.
Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 31
Maonero 2 Makoronike 31:3 akapoteredza