5 Shoko parakangoenda, vaIsraeri vakapa zvakawanda zvibereko zvokutanga zvezvirimwa zvavo, waini itsva, mafuta nouchi nezvose zvakabuda muminda yavo. Vakauyisa zvakawanda, chegumi chezvose.
Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 31
Maonero 2 Makoronike 31:5 akapoteredza