2 Makoronike 32:17 BDMCS

17 Mambo akanyorazve tsamba achituka Jehovha, Mwari weIsraeri achitaura izvi pamusoro pake: “Sokukundikana kwavamwari vedzimwe nzvimbo kununura vanhu vake kubva muruoko rwangu, saizvozvo mwari waHezekia achakundikana kununura vanhu vake kubva muruoko rwangu.”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 32

Maonero 2 Makoronike 32:17 akapoteredza