2 Makoronike 32:31 BDMCS

31 Asi pakatumwa nhume navatongi veBhabhironi kuti vamubvunze pamusoro pechiratidzo chechishamiso chakanga chaitika munyika, Mwari akamusiya kuti amuedze uye kuti azive zvose zvaiva mumwoyo make.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 32

Maonero 2 Makoronike 32:31 akapoteredza