12 Mukutambudzika kwake akatsvaka Jehovha Mwari wake akazvininipisa kwazvo pamberi paMwari wamadzibaba ake.
Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 33
Maonero 2 Makoronike 33:12 akapoteredza