2 Makoronike 33:18 BDMCS

18 Zvimwe zvakaitwa naManase panguva yokutonga kwake, kusanganisira munyengetero wake kuna Mwari wake, namashoko akataurwa navaoni kwaari muzita raJehovha Mwari waIsraeri, zvakanyorwa munhoroondo dzamadzimambo eIsraeri.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 33

Maonero 2 Makoronike 33:18 akapoteredza