2 Makoronike 33:7 BDMCS

7 Akatora chifananidzo chakavezwa chaakanga agadzira akachiisa mutemberi yaMwari, yakanga yanzi naMwari kuna Dhavhidhi nokumwanakomana wake Soromoni, “Mutemberi ino nomuJerusarema randakasarudza kubva mumarudzi ose eIsraeri, ndichaisa Zita rangu nokusingaperi.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 33

Maonero 2 Makoronike 33:7 akapoteredza