2 Makoronike 34:14 BDMCS

14 Pavakanga vachiburitsa mari yakanga yaiswa mutemberi yaJehovha, Hirikia muprista akawana Bhuku roMurayiro waJehovha wakanga wapiwa kubudikidza naMozisi.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 34

Maonero 2 Makoronike 34:14 akapoteredza