2 Makoronike 34:22 BDMCS

22 Hirikia naavo vakatumwa naro namambo vakaenda kundotaura nomuprofitakadzi Huridha, uyo aiva mukadzi waSharumi mwanakomana waTobhati mwanakomana waHazira muchengeti wenguo. Aigara muJerusarema, muDunhu reChipiri.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 34

Maonero 2 Makoronike 34:22 akapoteredza