2 Makoronike 34:8 BDMCS

8 Mugore regumi namasere rokutonga kwaJosia pakuchenesa nyika netemberi, akatuma Shafani mwanakomana waAzaria naMaaseya mutongi weguta, vaina Joa mwanakomana waJohazi munyori, kuti vagadziridze temberi yaJehovha Mwari wake.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 34

Maonero 2 Makoronike 34:8 akapoteredza