2 Makoronike 35:18 BDMCS

18 Pasika haina kunge yambocherechedzwa saizvozvi muIsraeri kubva pamazuva omuprofita Samueri; uye hakuna kana mumwe chete pamadzimambo eIsraeri akanga apemberera Pasika sezvakaitwa naJosia navaprista, vaRevhi neJudha yose neIsraeri vakanga varipo navanhu veJerusarema.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 35

Maonero 2 Makoronike 35:18 akapoteredza