2 Makoronike 35:20 BDMCS

20 Mushure maizvozvi zvose, Josia paakanga agadziridza zvinhu mutemberi, Neko mambo weIjipiti, akakwira kundorwa paKakemishi paYufuratesi, uye Josia akabudawo kundosangana naye kuti varwe.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 35

Maonero 2 Makoronike 35:20 akapoteredza